Follow this link to view our item on WhatsApp: https://wa.me/p/24476889245307004/263783822621
Manake asvitswa kuna Trevor uyo ange akabirwa midziyo yake muharare Kuwadzana apo vakomana vaviri vakange vakunda kuba mafon ,TV pamwe nembatya asi zvose zvadirwa jecha naMambo Lamboo (ISHEE) apo Muporofita weBipi akati zvinhu zvako zvakabiwa asi now zvirikutengeswa kumbare uye muridzi wezvinhu akatumwa panzvimbo yaikutengeserwa zvinhu zvake ndokuowana zvinhu zvake zviri paseroooo nezuro chaiye
Mambo Lambo Muporofita wemandiriri
0783822621
0783873319
0710712651
Trevor akapiwa munamato wekunosvika paitengeswa zvinhu zvake chaipo chaipo , uye Muporofita akati ndabata mbavha idzi kuti dzirege kufamba uye dzirege kuwana mutengi achatenga zvinhu izvo.
Muporofita Bishop LAMBOO vanoti kunyange zvakadyiwa neshiri kana gwatakwata ngazvidzoke kwauri uye Muporofita anokukokai kutanga nhasi 16 October kusvika Svondo 19 October vanenge varipo pamusangano kereke yeRudo rwaJesu Apostolic Church Harare waterfalls apo

Manake asvitswa kuna Trevor uyo ange akabirwa midziyo yake muharare Kuwadzana apo vakomana vaviri vakange vakunda kuba mafon ,TV pamwe nembatya asi zvose zvadirwa jecha naMambo Lamboo (ISHEE) apo Muporofita weBipi akati zvinhu zvako zvakabiwa asi now zvirikutengeswa kumbare uye muridzi wezvinhu akatumwa panzvimbo yaikutengeserwa zvinhu zvake ndokuowana zvinhu zvake zviri paseroooo 🤣 nezuro chaiye
Mambo Lambo Muporofita wemandiriri 👇
🔥0783822621
🔥0783873319
🔥0710712651
Trevor akapiwa munamato wekunosvika paitengeswa zvinhu zvake chaipo chaipo , uye Muporofita akati ndabata mbavha idzi kuti dzirege kufamba uye dzirege kuwana mutengi achatenga zvinhu izvo.
Muporofita Bishop LAMBOO vanoti kunyange zvakadyiwa neshiri kana gwatakwata ngazvidzoke kwauri uye Muporofita anokukokai kutanga nhasi 16 October kusvika Svondo 19 October vanenge varipo pamusangano kereke yeRudo rwaJesu Apostolic Church Harare waterfalls apo 🔥🔥
·181 Views
·0 previzualizare