Silver Minings: Pete Carroll states Tom Brady transformed his outlook of the Raiders
Sports |
2025-10-27 09:03:20
*Shock as Two-Year-Old Tests HIV Positive While Both Parents Test Negative*
https://tvzim.live
> I'm in pain wedu zviri kuramba kutambirika moyo wangu ukurwadza. Ndane 7yrs ndaroorwa ndine vana 3 .Mwana wangu ane 2yrs akarwara kuchaya kurutsa achingochema mwana akatanga kupera muviri ndakamboenda naye kuchipatara akapiwa mushonga asi hapana chakachinja.Ndakazodzokera naye nezuro ndaona mwana ari kungoramba akadaro,akaitwa ma HIV TEST akabatwa POSITIVE neni ndakatestwawo ndakabuda NEGATIVE zviri kunditetsa kuti mwana akachiwanepi chirwere she's only 2yrs vamwe vana vari negative murume negative why iye chete.
***Posted on Facebook