Mise à niveau vers Pro

Remade and Truth

 

Pleease hide. Muna August ndakawonekwa ndichifamba neka girlfriend kangu kechidiki nasahwira wamadam.

akanditi ndirikuda kunotaurira mudzimai wenyu . Saka from there haana kutaura but it seems ane zvimwe zvaarikuda kwandiri.

Anoti akandiwona onetsera drink or onditi dai ndirini mukadzi wako ndaikucheka pakati penakumbo ndorasira imbwa. pese paanondiona anotondiita blackmailing.Zvanyanya Saturday akandiwona akandideedza nezita akati hendei unonditakurira wardrobe yangu ndakati time handina akanditi unondikwereta nekutya kwandinoita mukadzi wangu ndakangobvuma tave munzira akunditi ASI mukadzi wako haanake sesu waunotiza uchiita zvema girlfriends . akutonditi unoda chihure stereki wakadanana neni ndokuvharira 24/7 ndokuti ita kusvika shungu dzapera. Ndodi pese paanondiona anobva ati izvozvi urikubva kukamusikana Kaye nditengerewo chakati or donhedza mari.iko kundifonera achiita kunge arikuda kutaura naamadzimai ndakangoti handisi pamba zvonzi Kanda airtime urikundikwereta ndodini hama ndoreurura kumukadzi here nokuti situation is out of hand now

 

Reururai baba, or else she will keep blackmailing you

🤣

 

Musareurura chinhu, itai imwe plan nefriend iyo🤷🏽‍♀️

WiTech Zimbabwe https://www.witechzim.org